كلمات Mafaro
Title : Mafaro
Time : 07:21
Album : TIRANGARIREI JEHOVHA
Artist : Florence Magwada
Genre : Sungura
Hendei masarireiko amai
Hende kukereke
Hendei masarireiko baba imi
Hende kukereke
Imo mumba maShe mune mufaro chete
hauperi x2
Ndiani akati kunze kwechechi ndokunemufaro? Aiwa mumba maMwari hamusuwiwi
CHORUS
Aya ndiwo mafaro atinawo x2 (lead)
Ndiani akati?(lead)
Mumba maMwari hamufarwe (baking)
Mune mufaro mumba maMwari hamuchemiwi (baking)
Mune mufaro mumba maMwari hamusuwiwi
Hamuna kuchema (lead) mumba maMwari (backing)
Hamuna kusuwa (mumba maMwari) {backing}
David akatamba kusvika mai vapopota
Akati zvedenga tototamba ehunde x2
Kusvika mai vapopota
Totopura kadhanzi
Kana ndotamba sudurukai amai x2
Kana ndotamba simudzai kadhanzi x2
Aya ndiwo mafaro atinawo x2 (lead)
Ndiani akati?(lead)
Mumba maMwari hamufarwe (baking) x2
Mune mufaro mumba maMwari hamuchemiwi (baking) x2
Mune mufaro mumba maMwari hamusuwiwi
Hamuna kuchema (lead)
Hamuna kusuwa ( mumba maMwariri ) { backing }
(CHANT)
Mom Flo vasimudza mafaro
Iti De De De Kuti Dee x2
Joseph Mukiwa asumudzira mafaro
Iti De De De Kuti De Dee x2
Iti Na Na Na Kuti Na x2
Simudza gumbo mudenga, mudenga so x2
Tamba tamba x2
Aya ndiwo mafaro atinawo x2 (lead)
Ndiani akati?(lead)
Mumba maMwari hamufarwe (baking)
Mune mufaro mumba maMwari hamuchemiwi (baking)
Mune mufaro mumba maMwari hamusuwiwi
Hamuna kuchema (lead) mumna maMwari (backing)
Hamuna kusuwa (lead) mumba maMwari (backing)
mune mufaro
Simudza chauinacho, Tenderedza
Ndekupi kwatingagone kuwana mufaro
Kupfuura kumba kwaJehovah x2
Hakuna mumwe wandingaone
Mumba maMwari mune joy x2